KwaunobvaDuramazwiUurwere

Duramazwi · zita

urwere

malady · syndrome · illness

Zvinoreva

Urwere kurwadza kwemuviri.

1

Urwere kurwadza kwemuviri.

Kana mwana achinge akura zvakanaka, pasina urwere, pagumi ramakore namakore masere okuzvarwa anenge ava murume mukuru chaiye.

Vatete: Hezvo, maida kuti timhanye-mhanye kuti nhumbu urwere here hunonzi tikanonoka munhu anofa?

Ngatitii paita shoko rinoda kukasira kufamba rakaita sererufu kana urwere kanavo zvimwe zvingangoda kuti vanhu vakurumidze kuziva.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

urwo

Ichi chiratidzanzvimbo chekure chemupanda 11. Rukomana rwokuba urwo.

Verenga

Swipe for the next word