KwaunobvaDuramazwiCchitenda

Duramazwi · zita

chitenda

Zvinoreva

Chirwere.

1

Chirwere.

Chitenda ihosha inoti ikabata munhu haiperi nyore.

Muhana mavo vaingoramba vachitenda iye Zoro nekuti zvokwadi dai aive asina kupindira pamwe dai akafa.

Kana munhu aine rudaviro mune chimwe chinhu, anenge achitenda machiri.

2

Chitenda ihosha inoti ikabata munhu haiperi nyore.

Zvakafanana

denda

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word