Duramazwi · zita
chiteshi
station · terminal
Duramazwi · zita
station · terminal
Chiteshi inzvimbo inomira chitima kana bhazi, panokwirirwa kana kuburukirwa nevanhu.

Ndakazomuendesera nhumbi dzake kuchiteshi nemotokari nokuti dzanga dzichirema.
Rori yakasvikoti ndiriri pachiteshi, vanhu ndokudzika.
Duramazwi
01 / 03chitete
wafer
VerengaSwipe for the next word