Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chiteve kuva nemuviri usina kugwinya kwemhuka kana munhu, zvekuti anenge achigara achirwara.
Chiteve ihari yedoro kana zvimwewo zvinosiyirwa muvakidzani kuti agozotora kana vamwe vaenda.

Chiteve kusakura zvakanaka kwemwana kunoita kuti atadze kuita zvinoitwa nevamwe vezera rake.

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chitevedzerwa
Iyi itsika yokungoti ukaona chaitwa nemumwe iwe wotochiitawo.
VerengaSwipe for the next word