KwaunobvaDuramazwiUutera

Zvinoreva

Utera kuita basa rokusona hembe.

Utera kusakura zvakanaka kwemwana mudiki, anenge achisaririra kukura pane vamwe vana vezera rake.

1

Kutera kubhadhara mari yetekisi kuhurumende.

2

Utera kusakura zvakanaka kwemwana mudiki, anenge achisaririra kukura pane vamwe vana vezera rake.

Utera kusakura zvakanaka kwemwana mudiki, anenge achisaririra kukura pane vamwe vana vezera rake.

Utera kuita basa rokusona hembe.

Zvakafanana

chikuna · chiteve

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

utere

Utere kurara kunoita mukomana nomusikana vasati varoorana.

Verenga

Swipe for the next word