KwaunobvaDuramazwiUutepe

Duramazwi · zita

utepe

Zvinoreva

Kana munhu ane utepe anenge ari munaku, mutete, akanyatsotsvinda. Vasikana vaimumhanyira nokuti paiva noutepe hwejaya.

1

Mutepe muripo unobhadharwa kun'anga kuti ichitanga kuita basa rayo.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

utepfetepfe

Uku kupfava kwemidziyo yakaita semubhedha kana sofa.

Verenga

Swipe for the next word