Duramazwi · zita
Zvinoreva
Utsanana.
1
Utsanana.
Kuchenesa munhu kumutengera hembe dzakanaka dzinoita kuti agare akashambidzika nekutsvinda.
Kokotera ibhawa repamusoro pakutsvinda, kazhinji rinenge riri rimwe divi rehotera rinodhura.
Kana munhu achiita manyanha anenge achida zvokutsvinda nguva dzose.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03utsvuku
Utsvuku kuve neganda rakati kangavirei, riri pakati peutema neuchena.
VerengaSwipe for the next word