KwaunobvaDuramazwiUutsanana

Duramazwi · zita

utsanana

hygiene · sanitary · cleanliness

u-tsvindauyani

Zvinoreva

vasabatwa nezvirwere.

Utsanana munhu anoita basa rokukurudzira vanhu kuita mabasa ekusimudzira utano nekudzikisa kupararira kwezvirwere.

Kana munhu achinzi ane utsanana anenge achigara akazvishambidza muviri nokuchenesa paanogara uyewo kuona kuti zvokudya zvabatwa nenzira yakachena. Kuita utsanana kunobatsira kuti va-

1

vasabatwa nezvirwere.

Kuzandanga kurwadziwa nomudumbu mushure mokudya chikafu chisina utsanana hwakakwana.

Fende munhu anoita zvinhu zveutsvina, zvisina utsanana.

Undere itsika yokugara munhu akachena, aine utsanana.

2

3

Kana munhu achinzi ane utsanana anenge achigara akazvishambidza muviri nokuchenesa paanogara uyewo kuona kuti zvokudya zvabatwa nenzira yakachena. Kuita utsanana kunobatsira kuti va-

Kuzandanga kurwadziwa nomudumbu mushure mokudya chikafu chisina utsanana hwakakwana.

Fende munhu anoita zvinhu zveutsvina, zvisina utsanana.

Utsanana munhu anoita basa rokukurudzira vanhu kuita mabasa ekusimudzira utano nekudzikisa kupararira kwezvirwere.

Zvakafanana

u-tsvinda · uyani

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word