KwaunobvaDuramazwiUutorotoro

Duramazwi · zita

utorotoro

Zvinoreva

Uku kubuda nokufashuka kweutsi kubva pamwe panhu. Utsi hwaiita utorotoro kubva pabhazi raitinhira.

1

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

utorwa

Utorwa chinzvimbo kana maitiro ekuva munhu anenge ari pakati pevanhu vasiri veukama naye.

Verenga

Swipe for the next word