Duramazwi · zita
Zvinoreva
Utorwa chinzvimbo kana maitiro ekuva munhu anenge ari pakati pevanhu vasiri veukama naye.
1

Waita womutorwa kuti kumwe kwakaoma kumwe kunyoro.
Uchishandisa musambo wokukumbira, ndeapi matanho aifanirwa kutorwa naVaChiutsi?
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03utosi
Kana munhu achinzi ane utosi anenge ane chitsotsi uye asingavimbiki.
VerengaSwipe for the next word