Duramazwi01 / 03utorotoroUku kubuda nokufashuka kweutsi kubva pamwe panhu. Utsi hwaiita utorotoro kubva pabhazi raitinhira.Verenga→
Duramazwi02 / 03utorwaUtorwa chinzvimbo kana maitiro ekuva munhu anenge ari pakati pevanhu vasiri veukama naye.Verenga→