Duramazwi · zita
utongi
jurisdiction · regime · repressive · rulership · governance

Utongi chinzvimbo kana nguva inenge mumwe munhu ane masimba achitungamirira vanhu.

Zvizhinji tichanokurukura pamberi pamutongi.
Mutongi wacho ainge otoratidza kuti akarerekera kudivi raMai Rati. zvakatoshamisa dare rose.
Duramazwi
01 / 03utongi hwegutsaruzhinji
republic
VerengaSwipe for the next word