Duramazwi · zita
Zvinoreva
Utonga kutsvuka kunoita kunze pakubuda nokuvira kwezuva. Mhembwe dzinofura utonga hwotsvuka.
1

Utonga hwakanga hwatsvuka, shiri dzave kukwazisana nokubvunzana upenyu.
Kana kunze kwati mba mba mba utonga hunenge hwatsvuka, kwava kutanga kuedza.
Utonga kutsvuka kunoita kunze pakubuda nokuvira kwezuva. Mhembwe dzinofura utonga hwotsvuka.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03utongi
jurisdiction
VerengaSwipe for the next word