KwaunobvaDuramazwiTtonga

Duramazwi · chiito

tonga

convict · govern · overrule · govern; rule

-tsarutsa

Zvinoreva

Kutonga kuve nemasimba pamusoro pevamwe vanhu, uchivaudza zvekuita.

1

Kutonga kuve nemasimba pamusoro pevamwe vanhu, uchivaudza zvekuita.

Utonga hwakanga hwatsvuka, shiri dzave kukwazisana nokubvunzana upenyu.

Nguva zhinji vaifamba zvavo vari vaviri achidzidziswa mazano okutonga namamwe enyaya nenhoroondo dzoupenyu.

Hondo haina kurwiwa kuti tiwana kuzvitonga kuzere chete.

2

Kana munhu achitonga nyaya anenge achienzanisa vanhu pamhosva dzavanenge vakamhan'arirana. Inotongerwa ndeyemombe, yemunhu anozvipindurira. (Uku kureva kuti munhu akapara mhosva anozvimiririra nekuzvidavirira oga.)

Zvakafanana

-tsarutsa

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tonganisa

Kutonganisa vanhu kuunza vanhu vakakonana nokuvabvunza kuitira kuti kvagadziriswe.

Verenga

Swipe for the next word