Duramazwi02 / 03tonganisaKutonganisa vanhu kuunza vanhu vakakonana nokuvabvunza kuitira kuti kvagadziriswe.Verenga→
Duramazwi03 / 03tongationeKana munhu achinzi ane tongatione anenge ane mushonga wokuuraya munhu ane chinzvimbo chepamusoro kuti iye kana kuti mumwe munhu agotonga.Verenga→