KwaunobvaDuramazwiTtonganisa

Duramazwi

tonganisa

Zvinoreva

Kutonganisa vanhu kuunza vanhu vakakonana nokuvabvunza kuitira kuti kvagadziriswe.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tongatione

Kana munhu achinzi ane tongatione anenge ane mushonga wokuuraya munhu ane chinzvimbo chepamusoro kuti iye kana kuti mumwe munhu agotonga.

Verenga

Swipe for the next word