Duramazwi
tondera
-yeuka-rangarira
Duramazwi
Kutondera kufunga zvakamboitika kana zvakambotaurwa kare.
Kutondera kufunga zvakamboitika kana zvakambotaurwa kare.
Zvino pane chimwe chinokosha chaunofanira kutondera kana uchinyora rondedzero ipi zvayo.
Mukurangarira magamba edu aya tine zvakawanda zvatinofanira kutondera semhuri yeZimbabwe.
Unotondera here umwe musi wawakambobika usavi hunonaka.
-yeuka · -rangarira
Duramazwi
01 / 03tondori
Kuti tondori kureba zvikuru kwemunhu.
VerengaSwipe for the next word