KwaunobvaDuramazwiZzviya

Duramazwi

zviya

Zvinoreva

Gara zviya.

Zviya izwi rinoshandiswa kuratidza kuti munhu ayeuka zvakamboitika kana zvaakambonzwa. Gara zviya makati anouya neChina nhai?

1

Gara zviya.

Ini nekutyawo kufa ndakazongokaruka ndakupa zvinhu zviya.

Ndakatarisa kwavari ndikaona vachindicheka neziso zviya zvekuratidza kuti vaive vane zvavaida kutaura but vachizeza.

Pandaidzokera kucottage ndaive ndakungonamatira minana yekuti ndiwane zvinhu zviya zvadzoswa hazvo ndizvidzosere kuvaridzi.

2

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word