Duramazwi · chiito
rangarira
remember
Duramazwi · chiito
remember
[-ndangarira] Kurangarira kudzamisa pfungwa uchifunga zvakaitika.
[-ndangarira] Kurangarira kudzamisa pfungwa uchifunga zvakaitika.
Rangarira kuti kanyaya kako ngakave kandima kamwe uye nyaya yako ngaive yakazara.
Rangarira kuti mhinduro dzose dzenzwisiso dzinobva mundima yaunenge waverenga.
Rangarira kuti haugoni kungobuda nepfupiso yako kekutanga pasina kumboita gadziriro.
-karakadza
Duramazwi
01 / 03range
ranging
VerengaSwipe for the next word