KwaunobvaDuramazwiYyeuka

Duramazwi

yeuka

remember · realize

-tondera-rangarira

Zvinoreva

Kuyeuka kuzoziva wega zvinhu zvaunenge wambokanganwa.

1

Kuyeuka kuzoziva wega zvinhu zvaunenge wambokanganwa.

Yeuka yambiro dzose dzawakapiwa dzinoenderana nekupindura mibvunzo iyi nomazvo.

Yeuka yambiro dzose dzawakapiwa dzinoenderana nokupindura mibvunzo iyi nomazvo.

Yeuka kuti mhan'aro inonyorwa kana paitika chiitiko chakanaka kana kuipa vamwe vasipo.

Zvakafanana

-tondera · -rangarira

Mamwe mazwi ane Y

Y

Duramazwi

01 / 03

yeva

Kuyeva chinhu kuramba wakachitarisa kwenguva huru, chichikushamisa kana kukufadza.

Verenga

Swipe for the next word