Duramazwi
Zvinoreva
Kuyeva chinhu kuramba wakachitarisa kwenguva huru, chichikushamisa kana kukufadza.
1

Murume akaramba akashama muromo zvekunge achapindwa nenhunzi akayeva musikana aizvipfuurirawo zvake.
Kuyeva chinhu kuramba wakachitarisa kwenguva huru, chichikushamisa kana kukufadza.
Mamwe mazwi ane Y
YDuramazwi
01 / 03yevedza
adorable
VerengaSwipe for the next word