Duramazwi · zita
fungidzo
Zvinoreva
Yeuchidzo kuudzwa zvaunofanirwa kuita kana kufunga nezvazvo, zvaunenge wakanganwa.
1
Yeuchidzo kuudzwa zvaunofanirwa kuita kana kufunga nezvazvo, zvaunenge wakanganwa.
Yeuchidzo kuudzwa zvaunofanirwa kuita kana kufunga nezvazvo, zvaunenge wakanganwa.
Kana munhu achirovera hoho anenge achipa yeuchidzo yokuti vana vasaita zvinhu zvisingabvumirwi. Wotorovera hoho vana vasatambira kutsime.
2
Kana chinhu chichinzi iyeuchidzo chinenge chichikonzera kuti munhu afunge zvinhu zvakaitika kare.
3
Yeuchidzo mucherechedzo wechimwe chinhu.
Rin'i iyi mucherechedzo werudo rwangu kwauri.
Zvakafanana
fungidzo
Mamwe mazwi ane Y
YDuramazwi
01 / 03yeuka
remember
VerengaSwipe for the next word