Duramazwi
yevedza
adorable · spectacular · scenic
Duramazwi
adorable · spectacular · scenic
Kuyevedza kufadza kunovaraidza mwoyo wemunhu.
Kuyevedza kufadza kunovaraidza mwoyo wemunhu.
Ichi chinhu chino-yevedza kuona. Apa paita chidau-dau chemhandara.
Maiyevedza handisi kuda zvangu kunyepa.
Tinovimba unotenda kuti maumbirwo awakaitwa naMwari anoyevedza zvikuru.
Kuyevedza kugutsa meso kana kunakidza kuona.
Duramazwi
01 / 03yeverwa
Kana munhu akayeverwa anenge abvisa pfungwa pane zvaari kuita, ofunga zimwewo zvakasiyana.
VerengaSwipe for the next word