KwaunobvaDuramazwiCchinakirwa

Duramazwi · zita

chinakirwa

Zvinoreva

Kuve nemanzwiro ekufara zvikuru.

1

Kuve nemanzwiro ekufara zvikuru.

Kana munhu achinakirwa noupenyu anenge achifarira zvose zvinenge zvichiitika muupenyu hwake.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word