KwaunobvaDuramazwiCChina

Duramazwi · zita

China

Thursday · four · thursday

-zvimbidza

Zvinoreva

China izuva riri pakati peChitatu niChishanu pasvondo.

China chiverengwa chinouya mushure mechitatu.

Kana madzimai achienda kuchina anenge achindodzidziswa mabatirwo edzimba nemadzimai makuru ekuchechi kwavo, kazhinji uri musi weChina.

Kuchina muviri wemunhu kuumara zvinoita kuti uzvimbe.

1

Hamba chipuka china makwati, chinogara mumvura kana kunze, chisingakwanisi kufamba nokukurumidza.

Dzatsa imhuka kana chinhu china madodzi madodzi.

2

China chiverengwa chinouya mushure mechitatu.

Hamba chipuka china makwati, chinogara mumvura kana kunze, chisingakwanisi kufamba nokukurumidza.

China izuva riri pakati peChitatu niChishanu pasvondo.

China chiverengwa chinouya mushure mechitatu.

3

Kana madzimai achienda kuchina anenge achindodzidziswa mabatirwo edzimba nemadzimai makuru ekuchechi kwavo, kazhinji uri musi weChina.

Hamba chipuka china makwati, chinogara mumvura kana kunze, chisingakwanisi kufamba nokukurumidza.

China izuva riri pakati peChitatu niChishanu pasvondo.

China chiverengwa chinouya mushure mechitatu.

4

Kuchina muviri wemunhu kuumara zvinoita kuti uzvimbe.

China chiverengwa chinouya mushure mechitatu.

Chipfundo chimuti china makwati akawanda.

Ndakazvibvunza kuti vairevesa here nezvavaitaura kuti vanoda kuti ndidzokere kumusha kwavaiziva kuti hakuchina kana munhu?.

5

Kuchina hembe kuisona nemuchini.

Zvakafanana

-zvimbidza

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chinaimwe

Chinaimwe ivhu rinonama uye rinoumbiswa hari nezvimwewo.

Verenga

Swipe for the next word