KwaunobvaDuramazwiSsai sai [zai zai]

Duramazwi

sai sai [zai zai]

Zvinoreva

Kuti sai sai kuzvimba zvakanyanya kwenhengo yemuviri.

1

Kuti sai sai kuzvimba zvakanyanya kwenhengo yemuviri.

Akarohwa nezvibhakera kumeso kukati sai sai.

2

Kuti sai sai kuzara nepamusoro kunenge kwakaita rwizi.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

saidhira

Kusaidhira munhu kuenda kudivi rake zvekuratidza kuti une pfungwa dzimwe chete naye.

Verenga

Swipe for the next word