KwaunobvaDuramazwiSsahwira

Duramazwi · zita

sahwira

chronicler · recorder

vasahwiravaganda

Zvinoreva

Sahwira ishamwari yepedo zvakanyanya, yakasununguka kukutsiura nyangwe pana vanhu, uye inokuviga kana wafa.

1

Sahwira ishamwari yepedo zvakanyanya, yakasununguka kukutsiura nyangwe pana vanhu, uye inokuviga kana wafa.

Zvaive zvakawanda zvandaive ndisiri kukwanisa kubatanidza pana sahwira wangu uyu.

Zvisinei hazvo ndakati ndaizongoitawo plan nekuti after all aive sahwira wangu.

Meso angu aingoringa ringa achitsvaga sahwira wangu but handina kumuona.

Zvakafanana

vasahwira · vaganda

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sai

Kuti sai kuregera zvinhu zvawanga wakambochengetedza zvichienda.

Verenga

Swipe for the next word