Kwaunobva/Duramazwi/S/sahoko
Duramazwi · zita
Sahoko munhu mukuru ane musha.
saimba la
Duramazwi
sahomwe
Sahomwe munhu anochengeta mari yesangano kana kuti yekirabhu.
sahwa
Munhu anokwanisa kudya zvinhu nenzira yekuzunza neshaya.
sahwira
chronicler
Swipe for the next word