KwaunobvaDuramazwiSsahomwe

Duramazwi · zita

sahomwe

nyahomwe lamubati wehomwemubati wechikwama

Zvinoreva

Sahomwe munhu anochengeta mari yesangano kana kuti yekirabhu.

1

Sahomwe munhu anochengeta mari yesangano kana kuti yekirabhu.

Sahomwe munhu anochengeta mari yesangano kana kuti yekirabhu.

Bhesa ndisahomwe anotambira nokunyora pasi mari dzinenge dzabhadharwa panzvimbo dzakaita sepachikoro kana pakoreji.

Zvakafanana

nyahomwe la · mubati wehomwe · mubati wechikwama

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sahwa

Munhu anokwanisa kudya zvinhu nenzira yekuzunza neshaya.

Verenga

Swipe for the next word