Duramazwi
Zvinoreva
Kuti sai kuregera zvinhu zvawanga wakambochengetedza zvichienda.
Kuti sai kusunda chinhu usina hanya nekwachinowira.
1

Akati n'ombe sai, dzikadya mumunda mavanhu.
Akarohwa nezvibhakera kumeso kukati sai sai.

2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sai sai [zai zai]
Kuti sai sai kuzvimba zvakanyanya kwenhengo yemuviri.
VerengaSwipe for the next word