Duramazwi
Zvinoreva
Kusaidhira munhu kuenda kudivi rake zvekuratidza kuti une pfungwa dzimwe chete naye.
1

Hatidi zvekusaidhira munhu mumwe chete, tonga nyaya iyi zvisina tsvete.
Kusaidhira munhu kuenda kudivi rake zvekuratidza kuti une pfungwa dzimwe chete naye.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03saidza
Kusaidza kuita ruzha runonyangadza munzeve.
VerengaSwipe for the next word