Duramazwi
Zvinoreva
Kuti suku kusairira chimwe chinhu kwakadaro uko, usina hanya nazvo kana kuti nekutsamwa.
1

Kumagumo anoitiswa pamuviri paanenge oita suku nasai pasisina achabvuma mhosva yokupwanya ruzhowa rwavamwe urwu.
Kuti suku kusairira chimwe chinhu kwakadaro uko, usina hanya nazvo kana kuti nekutsamwa.
Kuti suku kuregedza chinhu changa chakambobatwa kana kusungirwa. Kana imbwa iyi ndikaiti suku, hapana anopamira ipapo.
2

Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sukudza
Kana chinhu chichi-nzi chasukudza chinenge chararama kana kushandiswa kwenguva refu.
VerengaSwipe for the next word