KwaunobvaDuramazwiSsukudza

Duramazwi

sukudza

-tsukura

Zvinoreva

Kana chinhu chichi-nzi chasukudza chinenge chararama kana kushandiswa kwenguva refu.

Kana uchisukudza nzvimbo unenge uchiiziva nokuda kokuti unenge wakagara mairi kwenguva refu.

1

Kusukudza kubatsira mwana kudya, uchitora ruoko rwake rune chikafu uchiruisa pamuromo wake.

2

3

Zvakafanana

-tsukura

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word