Duramazwi · chiito
suka
wash
-ge-za
Duramazwi · chiito
wash
Kubvisa tsvina.
Kubvisa tsvina.
Ndakadya ndokupedza hangu ndichibva ndakutanga kusuka.
Takadya tikapedza vachibva vatondirambidza kusuka hanzi wacha uniform yako chete uende unozorora ndichacleaner.
Waita mbereko ada kusuka machira.
Kusuka ndiro nemapoto kuzvibvisa tsvina uchishandisa mvura nesipo.
Kuwacha.
Kana mutambi webhora akasuka mumaki wake anenge amunzvenga.
-ge-za
Duramazwi
01 / 03sukauta
Sukauta chipo chen'ombe kana mbudzi chinopiwa muzukuru, mushure mokunge afambisa nyaya yekugovewa kwenhaka yasekuru mufi.
VerengaSwipe for the next word