KwaunobvaTsumoMasuka mukanwa bere harirariri chipashupashu.

Tsumo

Masuka mukanwa bere harirariri chipashupashu.

Zvinorehwa

Nguva dzose munhu anoda kudya kunomugutsa kwete kudya zvokudya zvishoma uye zvisina maturo. Sokuti pachinzvimbo chokudya zvaro mbudzi yose, bere rorarira mhashu, zvinoratidza kuti harina charadya, rarara nenzara.

What it means

A person always wants to eat enough to satisfy them, not a small, meaningless amount, just as a hyena that gnaws on a toad through the night instead of a whole goat has gotten nothing worth having, and goes hungry.

Word for word

(It means just) rinsing the mouth, a small locust cannot feed a hyena.

Mamwe mataurirwo

Masuka mukanwa bere harirariri mapapata embashu. (mapapata: skeletons)

Angove mageza-mukanwa nhiti kurarira mbeva.

Mahasa kuwanda muovere kurarira tsenza.

Nyama yakaoma haigezerwi.

Hapana chembwa tenzi wararira mutakura.

Dzimwe tsumo dzeother

Tsumo

01 / 03

Kufira guyu kuuya hazvienzani nokufira shamba.

What it means

It is better to die for something real than to die for something worthless.

Verenga

Swipe for the next proverb