KwaunobvaTsumoIshe-ndishe muranda-muranda.

Tsumo

Ishe-ndishe muranda-muranda.

Zvinorehwa

Munhu ari pasi kana kuti ari pachinzvimbo chiri pasi haangaegoni kuzvifanamidza nouyo ari pamusoro pake mukuita zvaanoda. Anoita zvaanoda ndishe, kwete uya ari pasi pashe; haangaiti kuda kwake sezvinoita ishe.

What it means

A person of lower status cannot act as they please towards someone above them; only the one in authority can do as they wish, not the one beneath them.

Word for word

A chief is a chief (and) a subject is a subject.

Mamwe mataurirwo

Ishe-ndishe ngoya ndingoya. (ngoya: kraalhead)

Gunguo nyangwe rogeza sei idema chete.

Dzimwe tsumo dzeother

Tsumo

01 / 03

Kufira guyu kuuya hazvienzani nokufira shamba.

What it means

It is better to die for something real than to die for something worthless.

Verenga

Swipe for the next proverb