KwaunobvaDuramazwiCchabvura

Duramazwi

chabvura

-dzumburudza

Zvinoreva

Kuchabvura kunyika nhumbi mumvura kokupedzisira, kuitira kuti dzibve tsvina ingange yasaririra pakuwacha.

1

Zvakafanana

-dzumburudza

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chabwaidza

Kuchabwaidza kufamba mumvura uchiirovanisa nemakumbo ako.

Verenga

Swipe for the next word