Duramazwi
Zvinoreva
Kuti chabvu kuwacha nhumbi usina sipo.
1
Kuti chabvu kuwacha nhumbi usina sipo.
Nherera isina vanoiriritira inowanza kuti hembe dzayo chabvu.
Kuti chabvu kuwacha nhumbi usina sipo.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chabvuka
Kuchabvuka kugona kuwachika kwenhumbi chero pasina sipo.
VerengaSwipe for the next word