Duramazwi
Zvinoreva
Kuchabudza mvura kuitsika-tsika zvokuti ipfachukire nokutsatikira kure.
1
Kuchabudza mvura kuitsika-tsika zvokuti ipfachukire nokutsatikira kure.
Vana vanotamba vachichabudza mvura pachivanze munguva dzokunaya.
Kuchabudza mvura kuitsika-tsika zvokuti ipfachukire nokutsatikira kure.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chabuta
Chabuta mutambo wokufembera kuti mari yakandwa mudenga ichadonha nedivi ripi, anenge agona kufembera achipiwa mari.
VerengaSwipe for the next word