KwaunobvaDuramazwiPpfachaidza

Duramazwi

pfachaidza

-kwapaidza

Zvinoreva

Kupfachaidza kurasa-rasa mvura inenge yakaungana kana kuti iri mumudziyo.

1

Kupfachaidza kurasa-rasa mvura inenge yakaungana kana kuti iri mumudziyo.

Kupfachaidza kurasa-rasa mvura inenge yakaungana kana kuti iri mumudziyo.

Kuti gubhu kupinda mumvura uchiipfachaidza.

Zvakafanana

-kwapaidza

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfachara pfachara

Kuti pfachara pfachara kufamba munhu akapfeka hembe dzakabvaruka-bvaruka.

Verenga

Swipe for the next word