KwaunobvaDuramazwiPpfa pfa pfa

Duramazwi

pfa pfa pfa

Zvinoreva

Kuti pfa pfa pfa kupwapwatika kwechinhu kana chaiswa mumafuta anopisa.

1

Kuti pfa pfa pfa kuzadza mudziyo nezvinhu kusvika kumuromo.

2

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfacha

Kuti pfacha kungoere-kana munhu asvika panzvimbo asingatarisirwi.

Verenga

Swipe for the next word