Duramazwi
Zvinoreva
Kuti pfa pfa kudira mvura uchiita kuburitsa kwenguva pfupi, yomwaika wovhara, wozo-vhura zvakare.
1

Kuti pfa pfa pfa kupwapwatika kwechinhu kana chaiswa mumafuta anopisa.

Kuti pfa pfa pfa kuzadza mudziyo nezvinhu kusvika kumuromo.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfa pfa pfa
Kuti pfa pfa pfa kupwapwatika kwechinhu kana chaiswa mumafuta anopisa.
VerengaSwipe for the next word