Duramazwi
Zvinoreva
Kuti pfa kubata zvakasimba chinhu chinenge chakapfava.
1

Kuti pfa-a kumwaya kunoita mvura inenge ichibuda kubva mukaburi kadiki kana mupombi.
Kuti pfa kutsika chinhu kana panhu netsoka, kazhinji zvine simba.
Kuti pfa pfa kudira mvura uchiita kuburitsa kwenguva pfupi, yomwaika wovhara, wozo-vhura zvakare.
2
Kuti pfa kutsika chinhu kana panhu netsoka, kazhinji zvine simba.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfa-a
Kuti pfa-a kumwaya kunoita mvura inenge ichibuda kubva mukaburi kadiki kana mupombi.
VerengaSwipe for the next word