Duramazwi02 / 03pfa-aKuti pfa-a kumwaya kunoita mvura inenge ichibuda kubva mukaburi kadiki kana mupombi.Verenga→
Duramazwi03 / 03pfa pfaKuti pfa pfa kudira mvura uchiita kuburitsa kwenguva pfupi, yomwaika wovhara, wozo-vhura zvakare.Verenga→