KwaunobvaDuramazwiPpfacha

Duramazwi

pfacha

vhetye

Zvinoreva

Kuti pfacha kungoere-kana munhu asvika panzvimbo asingatarisirwi.

1

Kuti pfacha kungoere-kana munhu asvika panzvimbo asingatarisirwi.

Muzukuru wavo Tendai ndiye pfacha nepavaiva vagere.

Pfacha - kusvika kusingatarisirwi iii.

Kuti tupururu pfacha kungoerekana munhu asvika, zvamusingazivi kuti asvika sei.

Zvakafanana

vhetye

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfachaidza

Kupfachaidza kurasa-rasa mvura inenge yakaungana kana kuti iri mumudziyo.

Verenga

Swipe for the next word