KwaunobvaDuramazwiTtucha

Zvinoreva

Kuti tucha kuzara kusvika pamusoro.

1

Kuti tucha kuzara kusvika pamusoro.

Kuti tucha kungoerekana wasvika nepanzvimbo. Ndakazongoona ndati tucha nepamakuva.

Kuti tucha kuzara kusvika pamusoro.

2

Kuti tucha kungoerekana wasvika nepanzvimbo. Ndakazongoona ndati tucha nepamakuva.

Zvakafanana

tuba

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tuchaira

Kutuchaira kungofamba zvisina chinangwa. _Ndamuona achingotuchaira muguta_.

Verenga

Swipe for the next word