KwaunobvaDuramazwiTtuba

Zvinoreva

Chituba.

Kuti tuba kuzara kunenge kwakaita mudziyo nezviyo kana mvura. Gumbure rakati tuba kuzara nedoro.

1

Kana tuba ichitubura inenge ichitamba-tamba pamusoro pemvura.

2

Zvakafanana

tudu · tucha

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tubu

Kuti tubu kuchera mvura mumugomo nomudziyo uchibva wauzadza.

Verenga

Swipe for the next word