Duramazwi
Zvinoreva
Kuti tu kurova netyava.
Ichi chivakashure chesungawirirano yemupanda 13, uye chinotaridza kudupuka kwezvinhu. Tuvana utwi ndichaturova chete tukaramba tuchiremba mumengo wangu.
Kuti tu kurova netyava.
Kuti tu kuzara zvakapfurikidza kunoita mudziyo unenge wadirwa zvinhu.
Kana pakakuvara pati tu, panenge pazvimba zvikuru.
Kuti tu-u ruzha runoitwa netyava kana nepfuti.

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tu-u
Kuti tu-u ruzha runoitwa netyava kana nepfuti.
VerengaSwipe for the next word