Kwaunobva/Duramazwi/T/tswiti
Duramazwi · zita
Chitswiti.
Chitswiti kakomba kanoita padama kana pamatama evamwe vanhu kana vachiseka kana kutaura.
Duramazwi
tswitswitswi
Tswikitswiki.
tu
Kuti tu kurova netyava.
tu-u
Kuti tu-u ruzha runoitwa netyava kana nepfuti.
Swipe for the next word