Duramazwi
tswikitswiki
tswi tswitswi
Duramazwi
Kana miti yakati tswikitswiki inenge yakamera pedo napedo zvakanyanyisa.

Kuti tswikitswiki kurira kunoita mubhedha kana vhiri rinochekera.
Kuti tswikitswiki kurira kunoita mubhedha kana vhiri rinochekera.
tswi tswitswi
Duramazwi
01 / 03tswinya
Kutswinya ziso kurivhara nekurivhura nekukurumidza nechinangwa chekuda kuti munhu azive zvimwe zvinhu.
VerengaSwipe for the next word